Ndira ndiko kutanga kwegore idzva, takapinda muna 2021 takachengeteka, tine hutano, tichifara uye zvese zvatinoshuvira. Kunyanya hutano, Tichitarisa kumashure kuna 2020, igore rinoshamisa iro ratakaona zvisati zvamboitika covid-19. Nyika yakabatana kubatsirana kurwisa denda iri.. Nepo Iri hombe di...
Verenga zvimwe